Mabasa 13:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Pavakanga vava muSaramisi vakatanga kuzivisa shoko raMwari mumasinagogi evaJudha. Vaivawo naJohani+ achivashandira. Mabasa 18:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo vakasvika kuEfeso, akavasiya ipapo; asi iye akapinda musinagogi,+ akakurukurirana nevaJudha.
5 Pavakanga vava muSaramisi vakatanga kuzivisa shoko raMwari mumasinagogi evaJudha. Vaivawo naJohani+ achivashandira.
19 Naizvozvo vakasvika kuEfeso, akavasiya ipapo; asi iye akapinda musinagogi,+ akakurukurirana nevaJudha.