Mabasa 14:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Muzvizvarwa zvakapfuura akabvumira marudzi ose kuti afambe munzira dzawo,+ VaRoma 3:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Mwari akaita kuti iye ave sechinopiwa chokuyananisa+ nokutenda muropa rake.+ Izvi zvakaitirwa kuti aratidze kururama kwake, nokuti Mwari akanga achikanganwira zvivi+ zvakaitika munguva yakapfuura, paakanga achishivirira;+ VaRoma 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti chivi chakanga chiri munyika kusvikira pakasvika Mutemo, asi munhu haanzi ane chivi kana pasina mutemo.+ VaEfeso 4:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 paanenge ari murima mupfungwa,+ uye akaparadzaniswa+ noupenyu hwaMwari, nokuda kwokusaziva+ kuri maari, nokuda kwokuoma+ kwemwoyo yawo.
25 Mwari akaita kuti iye ave sechinopiwa chokuyananisa+ nokutenda muropa rake.+ Izvi zvakaitirwa kuti aratidze kururama kwake, nokuti Mwari akanga achikanganwira zvivi+ zvakaitika munguva yakapfuura, paakanga achishivirira;+
13 Nokuti chivi chakanga chiri munyika kusvikira pakasvika Mutemo, asi munhu haanzi ane chivi kana pasina mutemo.+
18 paanenge ari murima mupfungwa,+ uye akaparadzaniswa+ noupenyu hwaMwari, nokuda kwokusaziva+ kuri maari, nokuda kwokuoma+ kwemwoyo yawo.