Pisarema 96:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Pamberi paJehovha. Nokuti auya;+Nokuti auya kuzotonga nyika.+Achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokutendeka kwake.+ Pisarema 98:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pamberi paJehovha, nokuti auya kuzotonga nyika.+Iye achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokururama.+ Isaya 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Achatonga pakati pemarudzi,+ oruramisa+ zvinhu pamusoro pemarudzi mazhinji.+ Vachapfura mapakatwa avo kuti ave miromo yemagejo nemapfumo avo kuti ave zvokuchekereresa miti.+ Rumwe rudzi haruzosimudziri rumwe rudzi bakatwa, havazodzidzizve kurwa.+ Johani 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti Baba havambotongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose,+ Mabasa 10:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Uyewo, akatirayira kuparidzira+ vanhu nokupupura kwazvo kuti Uyu ndiye akagadzwa naMwari kuti ave mutongi wevapenyu nevakafa.+
13 Pamberi paJehovha. Nokuti auya;+Nokuti auya kuzotonga nyika.+Achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokutendeka kwake.+
9 Pamberi paJehovha, nokuti auya kuzotonga nyika.+Iye achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokururama.+
4 Achatonga pakati pemarudzi,+ oruramisa+ zvinhu pamusoro pemarudzi mazhinji.+ Vachapfura mapakatwa avo kuti ave miromo yemagejo nemapfumo avo kuti ave zvokuchekereresa miti.+ Rumwe rudzi haruzosimudziri rumwe rudzi bakatwa, havazodzidzizve kurwa.+
42 Uyewo, akatirayira kuparidzira+ vanhu nokupupura kwazvo kuti Uyu ndiye akagadzwa naMwari kuti ave mutongi wevapenyu nevakafa.+