RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 16:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Naizvozvo iye akasvika kuDhebhe uyewo kuRistra.+ Uye tarira! paiva nomumwe mudzidzi ainzi Timoti,+ mwanakomana womukadzi muJudha aiva mutendi asi baba vake vari muGiriki,

  • 1 VaTesaronika 3:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Asi Timoti achangobva kusvika kwatiri achibva kwamuri+ uye atipa mashoko akanaka pamusoro pokutendeka kwenyu norudo+ rwenyu, kuti munoramba muchitiyeuka zvakanaka nguva dzose, muchisuwa kutiona, chokwadi, sezvatinokuitaiwo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe