1 VaKorinde 15:53 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 53 Nokuti ichi chinoora chinofanira kupfeka kusaora,+ uye ichi chinofa+ chinofanira kupfeka kusafa. Zvakazarurwa 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Munhu ane mugove pakumuka kwokutanga anofara+ uye mutsvene;+ rufu rwechipiri+ haruna simba+ pana ivava, asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho ane chiuru.+
6 Munhu ane mugove pakumuka kwokutanga anofara+ uye mutsvene;+ rufu rwechipiri+ haruna simba+ pana ivava, asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho ane chiuru.+