Isaya 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Munhu akaipa ane nhamo!—Ane dambudziko; nokuti achaitirwa sezvaakaitawo nemaoko ake!+ VaRoma 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti hasha dzaMwari+ dziri kuratidzwa dzichibva kudenga kuzorwisa kusada Mwari kwose uye kusarurama+ kwevanhu vaya vari kudzivisa chokwadi+ nenzira isina kururama,+ VaKorose 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Hasha dzaMwari dziri kuuya nokuda kwezvinhu izvozvo.+ VaHebheru 10:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 asi pane kutarisira kunotyisa kwokutongwa+ uye pane godo rinopisa richapedza vaya vanopikisa.+
18 Nokuti hasha dzaMwari+ dziri kuratidzwa dzichibva kudenga kuzorwisa kusada Mwari kwose uye kusarurama+ kwevanhu vaya vari kudzivisa chokwadi+ nenzira isina kururama,+