Mateu 20:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+ 1 VaKorinde 1:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Asi ndiye akaita kuti muve pamwe naKristu Jesu, uyo akava kwatiri uchenjeri+ hunobva kuna Mwari, uyewo kururama+ noutsvene+ nokusunungurwa norudzikinuro;+ 1 Timoti 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 akazvipa kuti ave rudzikinuro runoenzanirana navose+—izvi ndizvo zvichapupurirwa panguva yazvo chaiyo. 1 Petro 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+
28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+
30 Asi ndiye akaita kuti muve pamwe naKristu Jesu, uyo akava kwatiri uchenjeri+ hunobva kuna Mwari, uyewo kururama+ noutsvene+ nokusunungurwa norudzikinuro;+
6 akazvipa kuti ave rudzikinuro runoenzanirana navose+—izvi ndizvo zvichapupurirwa panguva yazvo chaiyo.
24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+