Isaya 53:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+ 2 VaKorinde 5:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Iye akaita kuti iye asina kuziva chivi+ ave chivi+ nokuda kwedu, kuti isu tive kururama kwaMwari+ pachishandiswa iye.
11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+
21 Iye akaita kuti iye asina kuziva chivi+ ave chivi+ nokuda kwedu, kuti isu tive kururama kwaMwari+ pachishandiswa iye.