Isaya 32:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Basa rokururama kwechokwadi richava rugare;+ uye kubatsira kwokururama kwechokwadi, kuchava runyararo nokuchengeteka nokusingagumi.+ VaGaratiya 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Vaya vose vachafamba zvakanaka maererano nomurau uyu wokufamba nawo, rugare nengoni ngazvive pavari, kunyange pana Israeri waMwari.+ VaEfeso 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti ndiye rugare+ rwedu, iye akaita kuti mativi maviri+ ave rimwe chete+ uye akaparadza rusvingo+ rwaiva pakati rwaiaparadzanisa.+
17 Basa rokururama kwechokwadi richava rugare;+ uye kubatsira kwokururama kwechokwadi, kuchava runyararo nokuchengeteka nokusingagumi.+
16 Vaya vose vachafamba zvakanaka maererano nomurau uyu wokufamba nawo, rugare nengoni ngazvive pavari, kunyange pana Israeri waMwari.+
14 Nokuti ndiye rugare+ rwedu, iye akaita kuti mativi maviri+ ave rimwe chete+ uye akaparadza rusvingo+ rwaiva pakati rwaiaparadzanisa.+