RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 10:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Ndini suo;+ munhu wose anopinda nepandiri achaponeswa, achapinda nokubuda uye achawana mafuro.+

  • 2 VaKorinde 5:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Asi zvinhu zvose zvinobva kuna Mwari, uyo akazviyananisa+ nesu achishandisa Kristu, akatipa ushumiri+ hwokuyananisa,

  • VaEfeso 2:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 kuti panguva iyoyo chaiyo makanga musina Kristu,+ makaparadzaniswa+ noumambo hwaIsraeri, muri vanhu vasingazivikanwi pasungano dzechipikirwa,+ makanga musina tariro+ uye makanga musina Mwari munyika.+

  • VaEfeso 3:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 iye anoita kuti tive norusununguko urwu rwokutaura uye anoita kuti tikwanise kusvika+ kuna Mwari nechivimbo nokutenda kwedu maari.

  • VaHebheru 10:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Naizvozvo, hama, zvatiine ushingi hwokupinda+ munzvimbo tsvene+ neropa raJesu,

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe