VaKorose 2:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Kana makafa+ pamwe chete naKristu pazvinhu zvokutanga+ zvenyika,+ nei imi, sokunge muri kurarama munyika, muchizviisazve pasi pemirayiro+ inoti: 1 Petro 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+
20 Kana makafa+ pamwe chete naKristu pazvinhu zvokutanga+ zvenyika,+ nei imi, sokunge muri kurarama munyika, muchizviisazve pasi pemirayiro+ inoti:
24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+