VaRoma 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya+ zvakare, asi makagamuchira mudzimu+ wokugamuchirwa+ sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: “Abha,+ Baba!”
15 Nokuti hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya+ zvakare, asi makagamuchira mudzimu+ wokugamuchirwa+ sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: “Abha,+ Baba!”