VaRoma 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+ VaEfeso 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ngaparege kuva nomunhu anokunyengerai nemashoko asina zvaanobatsira,+ nokuti nokuda kwezvinhu zvataurwa kare hasha dzaMwari dziri kuuya pavanakomana vasingateereri.+
5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+
6 Ngaparege kuva nomunhu anokunyengerai nemashoko asina zvaanobatsira,+ nokuti nokuda kwezvinhu zvataurwa kare hasha dzaMwari dziri kuuya pavanakomana vasingateereri.+