VaGaratiya 5:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti nyama inorwisana nomudzimu+ pakuchiva kwayo, uye mudzimu unorwisana nenyama; nokuti izvi zvinorwisana, zvokuti zvinhu chaizvo zvamaizoda kuita hamuzviiti.+
17 Nokuti nyama inorwisana nomudzimu+ pakuchiva kwayo, uye mudzimu unorwisana nenyama; nokuti izvi zvinorwisana, zvokuti zvinhu chaizvo zvamaizoda kuita hamuzviiti.+