RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 9:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 asi ndinorwadzisa muviri+ wangu ndichiuita somuranda, kuti zvimwe, pashure pokunge ndaparidzira vamwe, ini ndirege kuva asingatenderwi.+

  • VaGaratiya 5:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Zvakare, vaya vari vanhu vaKristu Jesu vakaroverera nyama pamwe chete nezvido zvayo nokuchiva kwayo.+

  • VaGaratiya 6:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 nokuti anodyara nokuda kwenyama yake achakohwa kuora kunobva panyama yake,+ asi anodyara nokuda kwomudzimu+ achakohwa upenyu husingaperi hunobva pamudzimu.+

  • VaEfeso 4:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 kuti munofanira kubvisa unhu hwekare+ hunotsinhirana nowaimbova mufambiro wenyu uye hunoodzwa+ maererano nokuchiva kwahwo kunonyengera;+

  • VaKorose 3:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Naizvozvo, urayai+ nhengo dzemiviri yenyu+ dziri panyika kana tichitaura nezvoufeve, zvinhu zvisina kuchena, chido chokurara nomumwe munhu,+ kuchiva kunokuvadza, nokuchochora+ uko kunoreva kunamata zvidhori.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe