Ruka 12:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 “Musatya,+ imi boka duku,+ nokuti Baba venyu vakabvumira kukupai umambo.+ Mabasa 26:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’ VaGaratiya 3:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Uyewo, kana muri vanhu vaKristu, chokwadi muri vana* vaAbrahamu,+ vagari venhaka kana tichitaura nezvechipikirwa.+ Zvakazarurwa 21:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Munhu wose anokunda achagara nhaka yezvinhu izvi, uye ndichava Mwari wake+ uye iye achava mwanakomana wangu.+
18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’
29 Uyewo, kana muri vanhu vaKristu, chokwadi muri vana* vaAbrahamu,+ vagari venhaka kana tichitaura nezvechipikirwa.+
7 Munhu wose anokunda achagara nhaka yezvinhu izvi, uye ndichava Mwari wake+ uye iye achava mwanakomana wangu.+