Isaya 50:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Iye ari kunditi ndakarurama ari pedyo.+ Ndiani angakakavadzana neni? Ngatisimukei pamwe chete.+ Ndiani anopikisana neni pakutongwa?+ Ngaaswedere pedyo neni.+ VaKorose 1:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 zvino iye akayananisazve+ achishandisa muviri wenyama waiyeye norufu rwake,+ kuti akuunzei kwaari muri vatsvene, musina gwapa+ uye musina chamunopomerwa,+
8 Iye ari kunditi ndakarurama ari pedyo.+ Ndiani angakakavadzana neni? Ngatisimukei pamwe chete.+ Ndiani anopikisana neni pakutongwa?+ Ngaaswedere pedyo neni.+
22 zvino iye akayananisazve+ achishandisa muviri wenyama waiyeye norufu rwake,+ kuti akuunzei kwaari muri vatsvene, musina gwapa+ uye musina chamunopomerwa,+