Mabasa 13:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 uye kuti pazvinhu zvose zvamaisagona kunzi hamuna mhosva pazviri nomutemo waMosesi,+ munhu wose anotenda anonzi haana mhosva pachishandiswa Iyeyu.+ VaHebheru 10:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 unozoti: “Handichazomboyeukizve zvivi zvavo nemabasa avo okusateerera mutemo.”+
39 uye kuti pazvinhu zvose zvamaisagona kunzi hamuna mhosva pazviri nomutemo waMosesi,+ munhu wose anotenda anonzi haana mhosva pachishandiswa Iyeyu.+