Mateu 5:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Musafunga kuti ndakauya kuzoparadza Mutemo+ kana kuti Zvakanyorwa nevaprofita. Handina kuuya kuzoparadza, asi kuzozadzisa;+ VaRoma 7:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi zvino takasunungurwa paMutemo,+ nokuti takafa+ kune chakanga chakatibata zvakasimba, kuti tive varanda+ mupfungwa itsva nomudzimu,+ kwete mupfungwa yekare nebumbiro remitemo rakanyorwa.+ VaEfeso 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Akabvisa ruvengo+ achishandisa nyama yake,+ iwo Mutemo wemirayiro wakaumbwa nemirau,+ kuti asike marudzi maviri+ ari pamwe naye kuti ave munhu mumwe chete mutsva,+ ave norugare; VaKorose 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 akadzima+ rugwaro rwakanyorwa nemaoko+ rwairwisana nesu, rwaiumbwa nemirayiro+ uye rwaipesana nesu;+ uye Iye akarubvisa nokururoverera+ padanda rokutambudzikira.+
17 “Musafunga kuti ndakauya kuzoparadza Mutemo+ kana kuti Zvakanyorwa nevaprofita. Handina kuuya kuzoparadza, asi kuzozadzisa;+
6 Asi zvino takasunungurwa paMutemo,+ nokuti takafa+ kune chakanga chakatibata zvakasimba, kuti tive varanda+ mupfungwa itsva nomudzimu,+ kwete mupfungwa yekare nebumbiro remitemo rakanyorwa.+
15 Akabvisa ruvengo+ achishandisa nyama yake,+ iwo Mutemo wemirayiro wakaumbwa nemirau,+ kuti asike marudzi maviri+ ari pamwe naye kuti ave munhu mumwe chete mutsva,+ ave norugare;
14 akadzima+ rugwaro rwakanyorwa nemaoko+ rwairwisana nesu, rwaiumbwa nemirayiro+ uye rwaipesana nesu;+ uye Iye akarubvisa nokururoverera+ padanda rokutambudzikira.+