Mabasa 15:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Haana kumboisa musiyano pakati pedu navo,+ asi akanatsa mwoyo yavo nokutenda.+ VaGaratiya 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi;+ nokuti imi mose muri munhu mumwe chete pamwe naKristu Jesu.+ VaEfeso 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti ndiye rugare+ rwedu, iye akaita kuti mativi maviri+ ave rimwe chete+ uye akaparadza rusvingo+ rwaiva pakati rwaiaparadzanisa.+
28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi;+ nokuti imi mose muri munhu mumwe chete pamwe naKristu Jesu.+
14 Nokuti ndiye rugare+ rwedu, iye akaita kuti mativi maviri+ ave rimwe chete+ uye akaparadza rusvingo+ rwaiva pakati rwaiaparadzanisa.+