Jeremiya 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Dzokai, haiwa imi vanakomana vakatsauka,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Nokuti ini pachangu ndava murume wenyu;+ ndichakutorai, mumwe kubva muguta uye vaviri kubva mumhuri, uye ndichaenda nemi kuZiyoni.+ VaRoma 9:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvakare, Isaya anoshevedzera pamusoro paIsraeri, kuti: “Kunyange zvazvo vanakomana vaIsraeri vangava vazhinji sejecha regungwa,+ vakasara ndivo vachaponeswa.+
14 “Dzokai, haiwa imi vanakomana vakatsauka,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Nokuti ini pachangu ndava murume wenyu;+ ndichakutorai, mumwe kubva muguta uye vaviri kubva mumhuri, uye ndichaenda nemi kuZiyoni.+
27 Zvakare, Isaya anoshevedzera pamusoro paIsraeri, kuti: “Kunyange zvazvo vanakomana vaIsraeri vangava vazhinji sejecha regungwa,+ vakasara ndivo vachaponeswa.+