VaRoma 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 nokuti pavakanga vasati vaberekwa uyewo vasati vaita kana chinhu chakanaka kana chakaipa,+ kuti chinangwa chaMwari pamusoro pokusarudza chirambe chiri pana Iye anodana,+ kwete pamabasa,
11 nokuti pavakanga vasati vaberekwa uyewo vasati vaita kana chinhu chakanaka kana chakaipa,+ kuti chinangwa chaMwari pamusoro pokusarudza chirambe chiri pana Iye anodana,+ kwete pamabasa,