VaGaratiya 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino mabasa enyama anooneka,+ uye ndeaya, ufeve,+ kusachena, kusazvibata,+ 2 Timoti 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvitutumadza, vanozvikudza, vanomhura, vasingateereri vabereki,+ vasingaongi, vasina kuvimbika,+
2 Nokuti vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvitutumadza, vanozvikudza, vanomhura, vasingateereri vabereki,+ vasingaongi, vasina kuvimbika,+