Isaya 11:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino pachigutsa chaJese+ pachabuda davi;+ uye bukira+ rinobva pamidzi yake richabereka zvibereko.+ Zvakazarurwa 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi mumwe wevakuru akati kwandiri: “Rega kusvimha misodzi. Tarira! Shumba yokudzinza raJudha,+ mudzi+ waDhavhidhi,+ yakakunda+ kuti ivhure mupumburu nezvisimbiso zvawo zvinomwe.”
11 Zvino pachigutsa chaJese+ pachabuda davi;+ uye bukira+ rinobva pamidzi yake richabereka zvibereko.+
5 Asi mumwe wevakuru akati kwandiri: “Rega kusvimha misodzi. Tarira! Shumba yokudzinza raJudha,+ mudzi+ waDhavhidhi,+ yakakunda+ kuti ivhure mupumburu nezvisimbiso zvawo zvinomwe.”