2 VaTesaronika 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino, hama, tiri kukurayirai+ muzita raShe Jesu Kristu, kuti mubve+ pahama imwe neimwe inofamba zvisina kukodzera+ uye zvisingaenderani netsika yamakagamuchira kwatiri.+ 2 VaTesaronika 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi kana paine munhu asingateereri shoko redu+ riri kuuya netsamba ino, rambai muchimucherechedza,+ regai kushamwaridzana naye,+ kuti anyare.+ Tito 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana ari munhu anoparadzira dzidziso dzenhema,+ usashamwaridzana+ naye pashure pokunge wamurayira kekutanga nekechipiri;+ 2 Johani 10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana munhu akauya kwamuri, akasaunza dzidziso iyi, musambomugamuchira mudzimba dzenyu+ kana kumukwazisa.+
6 Zvino, hama, tiri kukurayirai+ muzita raShe Jesu Kristu, kuti mubve+ pahama imwe neimwe inofamba zvisina kukodzera+ uye zvisingaenderani netsika yamakagamuchira kwatiri.+
14 Asi kana paine munhu asingateereri shoko redu+ riri kuuya netsamba ino, rambai muchimucherechedza,+ regai kushamwaridzana naye,+ kuti anyare.+
10 Kana ari munhu anoparadzira dzidziso dzenhema,+ usashamwaridzana+ naye pashure pokunge wamurayira kekutanga nekechipiri;+
10 Kana munhu akauya kwamuri, akasaunza dzidziso iyi, musambomugamuchira mudzimba dzenyu+ kana kumukwazisa.+