RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 6:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+

  • VaEfeso 2:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Chivako chose chiri pamwe naye, chichinyatsobatanidzwa pamwe chete,+ chiri kukura kuva temberi tsvene yaJehovha.+

  • 1 Petro 2:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 sematombo mapenyu imiwo muri kuvakwa kuti muve imba yomudzimu+ nokuda kwoupristi hutsvene, kuti nokuna Jesu Kristu mupe zvibayiro zvomudzimu+ zvinogamuchirika kuna Mwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe