VaRoma 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvisinei, muri kuita maererano nomudzimu,+ kwete nenyama, kana mudzimu waMwari uchigara mamuri zvechokwadi.+ Asi kana munhu asina mudzimu waKristu,+ iyeyu haasi waKristu. 1 VaKorinde 6:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Chii! Hamuzivi here kuti muviri wenyu itemberi+ yomudzimu mutsvene uri mukati menyu,+ wamakawana kubva kuna Mwari? Uyewo, hamusi venyu pachenyu,+
9 Zvisinei, muri kuita maererano nomudzimu,+ kwete nenyama, kana mudzimu waMwari uchigara mamuri zvechokwadi.+ Asi kana munhu asina mudzimu waKristu,+ iyeyu haasi waKristu.
19 Chii! Hamuzivi here kuti muviri wenyu itemberi+ yomudzimu mutsvene uri mukati menyu,+ wamakawana kubva kuna Mwari? Uyewo, hamusi venyu pachenyu,+