2 VaKorinde 10:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti kunyange kana ndikanyanya kuzvirumbidza+ pamusoro pesimba ratakapiwa naShe kuti tikuvakei kwete kuti tikuputsei,+ handinganyadziswi, 2 VaKorinde 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ndokusaka ndichinyora zvinhu izvi ndisipo, kuti, kana ndavapo, ndirege kukuomeserai kwazvo+ maererano nesimba randakapiwa naShe, kuti ndivake,+ kwete kuti ndiputse.
8 Nokuti kunyange kana ndikanyanya kuzvirumbidza+ pamusoro pesimba ratakapiwa naShe kuti tikuvakei kwete kuti tikuputsei,+ handinganyadziswi,
10 Ndokusaka ndichinyora zvinhu izvi ndisipo, kuti, kana ndavapo, ndirege kukuomeserai kwazvo+ maererano nesimba randakapiwa naShe, kuti ndivake,+ kwete kuti ndiputse.