VaHebheru 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Teverai rugare nevanhu vose,+ noutsvene+ nokuti kana ihwo husipo hapana munhu angazoona Ishe,+ 1 Petro 4:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Kana munhu akarurama achiponeswa nenzira yakaoma,+ munhu asingadi Mwari nomutadzi vachaoneka kupi?”+
18 “Kana munhu akarurama achiponeswa nenzira yakaoma,+ munhu asingadi Mwari nomutadzi vachaoneka kupi?”+