RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaKorose 1:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 uye iye ndiye musoro womuviri, iyo ungano.+ Ndiye wokutanga, dangwe kubva kuvakafa,+ kuti ave wokutanga+ muzvinhu zvose;

  • 1 VaTesaronika 5:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Iye Mwari worugare+ ngaakutsvenesei zvakakwana.+ Mafungiro enyu imi hama nomweya nomuviri ngazvichengetedzwe zvakanaka muzvinhu zvose pasina chazvinopomerwa pakuvapo kwaShe wedu Jesu Kristu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe