1 VaKorinde 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Hamuzivi here kuti imi muri temberi yaMwari,+ uye kuti mudzimu waMwari unogara mamuri?+ 2 VaKorinde 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+
16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+