VaRoma 14:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti kana tichirarama, tinoraramira Jehovha,+ uye kana tichifa, tinofira Jehovha.+ Naizvozvo kana tichirarama uye kana tichifa, tiri vaJehovha.+
8 nokuti kana tichirarama, tinoraramira Jehovha,+ uye kana tichifa, tinofira Jehovha.+ Naizvozvo kana tichirarama uye kana tichifa, tiri vaJehovha.+