RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 32:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Ivo vakaita kuti ndiitire chinhu chisiri mwari godo;+

      Vakanditsamwisa nezvidhori zvavo zvisina zvazvinobatsira;+

      Iniwo ndichaita kuti vave negodo nevasiri vanhu;+

      Ndichavagumbura norudzi rwemapenzi.+

  • 2 Madzimambo 19:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Akakanda vanamwari vawo mumoto, nokuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko omunhu,+ danda nedombo; zvokuti akavaparadza.

  • Isaya 44:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Ndiani akaumba mumwe mwari kana kuti akaumba mufananidzowo zvawo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa?+ Wave usingambobatsiri.+

  • Jeremiya 16:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Munhu wepanyika angazviitira vanamwari ivo vasiri vanamwari here?+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe