RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 6:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 “Teerera, haiwa iwe Israeri: Jehovha Mwari wedu ndiJehovha mumwe chete.+

  • Dheuteronomi 32:39
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 Onai zvino kuti ini—ndini iye+

      Hakuna vamwe vanamwari vari pamwe chete neni.+

      Ndinouraya, uye ndinoraramisa.+

      Ndakakuvadza kwazvo,+ uye ini—ndichaporesa,+

      Uye hakuna angabvuta muruoko rwangu.+

  • VaEfeso 4:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Mwari mumwe chete+ uye Baba vevanhu vose, vari pamusoro pavose uye kuna vose uye muna vose.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe