Maraki 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Tose zvedu hatina baba mumwe chete here?+ Haasi Mwari mumwe chete akatisika here?+ Nei tichinyengerana,+ tichisvibisa sungano yemadzitateguru edu?+ Mateu 23:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvakare, musati baba kumunhu ari panyika, nokuti Baba venyu vamwe chete,+ Ivo vokudenga.
10 “Tose zvedu hatina baba mumwe chete here?+ Haasi Mwari mumwe chete akatisika here?+ Nei tichinyengerana,+ tichisvibisa sungano yemadzitateguru edu?+