Mabasa 17:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nokuti naye tine upenyu, tinofamba uye tiripo,+ sezvakataurwa nevamwe vadetembi+ vari pakati penyu kuti, ‘Nokuti tiri chizvarwa chakewo.’ VaRoma 11:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Nokuti zvinhu zvose zvinobva kwaari uye zviripo naye uye ndezvake.+ Kukudzwa ngakuve kwaari nokusingaperi.+ Ameni.
28 Nokuti naye tine upenyu, tinofamba uye tiripo,+ sezvakataurwa nevamwe vadetembi+ vari pakati penyu kuti, ‘Nokuti tiri chizvarwa chakewo.’
36 Nokuti zvinhu zvose zvinobva kwaari uye zviripo naye uye ndezvake.+ Kukudzwa ngakuve kwaari nokusingaperi.+ Ameni.