Johani 17:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ndiri kuzvitsvenesa nokuda kwavo, kuti ivowo vatsveneswe+ nechokwadi. 1 VaKorinde 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vamwe venyu ndizvo zvamakanga makaita.+ Asi makagezwa mukachena,+ asi makatsveneswa,+ asi makanzi makarurama+ muzita raShe wedu Jesu Kristu+ uye nomudzimu waMwari wedu.+ VaHebheru 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti uya anotsvenesa pamwe chete nevaya vanotsveneswa,+ vose vanobva kune mumwe chete,+ uye nokuda kwechikonzero ichi haanyari kuvati “hama,”+ VaHebheru 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+
11 Vamwe venyu ndizvo zvamakanga makaita.+ Asi makagezwa mukachena,+ asi makatsveneswa,+ asi makanzi makarurama+ muzita raShe wedu Jesu Kristu+ uye nomudzimu waMwari wedu.+
11 Nokuti uya anotsvenesa pamwe chete nevaya vanotsveneswa,+ vose vanobva kune mumwe chete,+ uye nokuda kwechikonzero ichi haanyari kuvati “hama,”+
14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+