VaRoma 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 nokuti kana muchirarama maererano nenyama chokwadi muchafa;+ asi kana mukauraya mabasa omuviri+ muchishandisa mudzimu, muchararama. VaKorose 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo, urayai+ nhengo dzemiviri yenyu+ dziri panyika kana tichitaura nezvoufeve, zvinhu zvisina kuchena, chido chokurara nomumwe munhu,+ kuchiva kunokuvadza, nokuchochora+ uko kunoreva kunamata zvidhori.
13 nokuti kana muchirarama maererano nenyama chokwadi muchafa;+ asi kana mukauraya mabasa omuviri+ muchishandisa mudzimu, muchararama.
5 Naizvozvo, urayai+ nhengo dzemiviri yenyu+ dziri panyika kana tichitaura nezvoufeve, zvinhu zvisina kuchena, chido chokurara nomumwe munhu,+ kuchiva kunokuvadza, nokuchochora+ uko kunoreva kunamata zvidhori.