1 Petro 5:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi murwisei,+ makasimba pakutenda, muchiziva kuti zvinhu zvizhinji izvozvo zvamuri kutambura nazvo zviri kuitika musangano rose rehama dzenyu munyika.+
9 Asi murwisei,+ makasimba pakutenda, muchiziva kuti zvinhu zvizhinji izvozvo zvamuri kutambura nazvo zviri kuitika musangano rose rehama dzenyu munyika.+