Dheuteronomi 4:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Kana mukabereka vanakomana nevazukuru uye mukagara kwenguva refu munyika, mukaita zvakaipa+ uye mukaita mufananidzo wakavezwa,+ mufananidzo wechinhu chero chipi zvacho, mukaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari+ wenyu kuti mumugumbure, VaKorose 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo, urayai+ nhengo dzemiviri yenyu+ dziri panyika kana tichitaura nezvoufeve, zvinhu zvisina kuchena, chido chokurara nomumwe munhu,+ kuchiva kunokuvadza, nokuchochora+ uko kunoreva kunamata zvidhori. 1 Johani 5:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Vana vaduku, zvichenjererei pazvidhori.+
25 “Kana mukabereka vanakomana nevazukuru uye mukagara kwenguva refu munyika, mukaita zvakaipa+ uye mukaita mufananidzo wakavezwa,+ mufananidzo wechinhu chero chipi zvacho, mukaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari+ wenyu kuti mumugumbure,
5 Naizvozvo, urayai+ nhengo dzemiviri yenyu+ dziri panyika kana tichitaura nezvoufeve, zvinhu zvisina kuchena, chido chokurara nomumwe munhu,+ kuchiva kunokuvadza, nokuchochora+ uko kunoreva kunamata zvidhori.