Mateu 26:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Zvavakaramba vachidya, Jesu akatora chingwa+ uye, akumbira chikomborero, akachimedura+ uye, achichipa vadzidzi, akati: “Torai, mudye. Ichi chinomirira muviri wangu.”+ Ruka 22:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Akatorawo chingwa,+ akaonga, akachimedura, akavapa, achiti: “Ichi chinomirira muviri wangu+ uchapiwa nokuda kwenyu.+ Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+
26 Zvavakaramba vachidya, Jesu akatora chingwa+ uye, akumbira chikomborero, akachimedura+ uye, achichipa vadzidzi, akati: “Torai, mudye. Ichi chinomirira muviri wangu.”+
19 Akatorawo chingwa,+ akaonga, akachimedura, akavapa, achiti: “Ichi chinomirira muviri wangu+ uchapiwa nokuda kwenyu.+ Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+