VaRoma 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 naizvozvo isu, kunyange tiri vazhinji, tiri muviri mumwe chete+ uri pamwe naKristu, asi somunhu oga tiri nhengo yomumwe nomumwe.+ 1 VaKorinde 12:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 kuti parege kuva nokupesana mumuviri, asi kuti nhengo dzawo dzitarisirane zvakafanana.+
5 naizvozvo isu, kunyange tiri vazhinji, tiri muviri mumwe chete+ uri pamwe naKristu, asi somunhu oga tiri nhengo yomumwe nomumwe.+