VaRoma 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo ngatichiregai kutongana,+ asi sarudzai izvi,+ kuti murege kuisa pamberi pehama+ chinhu chinogumbura+ kana chinokonzera kuti igumburwe. 1 VaKorinde 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo, kana zvokudya zvichiita kuti hama yangu igumbuke,+ handichazombodyizve nyama, kuti ndirege kuita kuti hama yangu igumbuke.+ 2 VaKorinde 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Hatimbopi chero chikonzero chipi zvacho chokugumbuka,+ kuti ushumiri hwedu hurege kuwanirwa mhosva;+
13 Naizvozvo ngatichiregai kutongana,+ asi sarudzai izvi,+ kuti murege kuisa pamberi pehama+ chinhu chinogumbura+ kana chinokonzera kuti igumburwe.
13 Naizvozvo, kana zvokudya zvichiita kuti hama yangu igumbuke,+ handichazombodyizve nyama, kuti ndirege kuita kuti hama yangu igumbuke.+
3 Hatimbopi chero chikonzero chipi zvacho chokugumbuka,+ kuti ushumiri hwedu hurege kuwanirwa mhosva;+