Mateu 26:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Zvavakaramba vachidya, Jesu akatora chingwa+ uye, akumbira chikomborero, akachimedura+ uye, achichipa vadzidzi, akati: “Torai, mudye. Ichi chinomirira muviri wangu.”+ Mako 14:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino zvavakaramba vachidya, akatora chingwa, akakumbira chikomborero, akachimedura, akavapa, akati: “Chitorei, ichi chinomirira muviri wangu.”+
26 Zvavakaramba vachidya, Jesu akatora chingwa+ uye, akumbira chikomborero, akachimedura+ uye, achichipa vadzidzi, akati: “Torai, mudye. Ichi chinomirira muviri wangu.”+
22 Zvino zvavakaramba vachidya, akatora chingwa, akakumbira chikomborero, akachimedura, akavapa, akati: “Chitorei, ichi chinomirira muviri wangu.”+