VaRoma 7:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo, hama dzangu, nemiwo makaitwa vakafa kuMutemo+ nomuviri waKristu, kuti muve vomumwe munhu,+ uya akamutswa kubva kuvakafa,+ kuti tiberekere Mwari zvibereko.+ VaRoma 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 naizvozvo isu, kunyange tiri vazhinji, tiri muviri mumwe chete+ uri pamwe naKristu, asi somunhu oga tiri nhengo yomumwe nomumwe.+ 1 VaKorinde 10:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvapaine chingwa chimwe chete, kunyange zvazvo isu tiri vazhinji,+ tiri muviri mumwe chete,+ nokuti tose tiri kudya chingwa+ chimwe chete ichocho. 1 VaKorinde 12:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvino imi muri muviri waKristu, uye nhengo imwe neimwe.+ VaEfeso 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 kuti vatsvene varuramiswe,+ nokuda kwebasa rokushumira, nokuda kwokuvakwa kwomuviri waKristu,+
4 Naizvozvo, hama dzangu, nemiwo makaitwa vakafa kuMutemo+ nomuviri waKristu, kuti muve vomumwe munhu,+ uya akamutswa kubva kuvakafa,+ kuti tiberekere Mwari zvibereko.+
5 naizvozvo isu, kunyange tiri vazhinji, tiri muviri mumwe chete+ uri pamwe naKristu, asi somunhu oga tiri nhengo yomumwe nomumwe.+
17 Zvapaine chingwa chimwe chete, kunyange zvazvo isu tiri vazhinji,+ tiri muviri mumwe chete,+ nokuti tose tiri kudya chingwa+ chimwe chete ichocho.