2 VaKorinde 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti tose tinofanira kuratidzwa pachena zvatiri pamberi pechigaro chokutonga chaKristu,+ kuti mumwe nomumwe awane mubayiro wake nokuda kwezvinhu zvakaitwa nomuviri, maererano nezvinhu zvaakaita, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+
10 Nokuti tose tinofanira kuratidzwa pachena zvatiri pamberi pechigaro chokutonga chaKristu,+ kuti mumwe nomumwe awane mubayiro wake nokuda kwezvinhu zvakaitwa nomuviri, maererano nezvinhu zvaakaita, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+