Zvirevo 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa mwanakomana wangu, usaramba kuranga kwaJehovha;+ uye usasema kutsiura kwake,+ VaHebheru 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 asi makanganwa zvachose kurayira kunokudanai sevanakomana+ kuchiti: “Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kunobva kuna Jehovha, uyewo usapera simba paunoruramiswa naye;+
5 asi makanganwa zvachose kurayira kunokudanai sevanakomana+ kuchiti: “Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kunobva kuna Jehovha, uyewo usapera simba paunoruramiswa naye;+