VaRoma 7:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo, hama dzangu, nemiwo makaitwa vakafa kuMutemo+ nomuviri waKristu, kuti muve vomumwe munhu,+ uya akamutswa kubva kuvakafa,+ kuti tiberekere Mwari zvibereko.+ 1 VaKorinde 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kapu+ yokukomborera yatinokomborera, hairevi kugoverana muropa raKristu here? Chingwa chatinomedura,+ hachirevi kugoverana mumuviri waKristu here?+ VaEfeso 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 kuti vatsvene varuramiswe,+ nokuda kwebasa rokushumira, nokuda kwokuvakwa kwomuviri waKristu,+
4 Naizvozvo, hama dzangu, nemiwo makaitwa vakafa kuMutemo+ nomuviri waKristu, kuti muve vomumwe munhu,+ uya akamutswa kubva kuvakafa,+ kuti tiberekere Mwari zvibereko.+
16 Kapu+ yokukomborera yatinokomborera, hairevi kugoverana muropa raKristu here? Chingwa chatinomedura,+ hachirevi kugoverana mumuviri waKristu here?+