2 Asi ndakakwira ikoko nokuti pane zvandakanga ndazarurirwa.+ Mashoko akanaka andiri kuparidza pakati pemamwe marudzi ndakaaisa pamberi pevanhu vakakurumbira,+ asi ndakaaisa pamberi pavo, ivo vari pavo voga, ndichityira kuti ndingangodaro ndaimhanyira+ pasina kana kuti ndakanga ndamhanyira pasina.+