1 VaKorinde 12:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Somuenzaniso, mumwe anopiwa kutaura kwouchenjeri nomudzimu,+ mumwe kutaura kwezivo+ maererano nomudzimu wakafanana, 2 VaKorinde 11:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi kunyange zvazvo ndingasava nyanzvi pakutaura,+ chokwadi handina kudaro pazivo;+ asi munzira dzose takairatidza pachena kwamuri muzvinhu zvose.+
8 Somuenzaniso, mumwe anopiwa kutaura kwouchenjeri nomudzimu,+ mumwe kutaura kwezivo+ maererano nomudzimu wakafanana,
6 Asi kunyange zvazvo ndingasava nyanzvi pakutaura,+ chokwadi handina kudaro pazivo;+ asi munzira dzose takairatidza pachena kwamuri muzvinhu zvose.+